🎭 Kuonekana nevamwe
Description
Kana wava kubva pamba pevanhu unoti “Tavakumbokusiyai” kana kuti “Tava kumboenda” ivo voti “Mufambe zvakanaka”. Vamwe vanoti “Aguta haaoneke” kana kuti “Payadyira handipo painozeyera” woti “Zvakanakai”