Mangwanani hwiza dzichakabatwa nechando
💡 Madimikira (Idiom)Mangwanani hwiza dzichakabatwa nechando
🔀 Chirevo (Alternative Forms)
Kuita zvinhu nokuchimbidza vazhinji vasati vapinda mazviri wobudirira.
Mangwanani hwiza dzichakabatwa nechando
Kuita zvinhu nokuchimbidza vazhinji vasati vapinda mazviri wobudirira.