💒 Hwanzvo
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Kana vanhu vakapfimbana uye vari mukati merudo iziwi ravanodaidzana naro richireva kuti mudiwa wako. Musikana anenge apfimbwa nemukomana akamuda.