🗓️ Rufuramhembwe

Domain 🗓️ Karenda
Category Nguva
Status Active
Description

Inguva inowanikwa kaviri pazuva inova, kunze kwava kuda kuchena pakati peawa reshanu neretanhatu. Nguva iyi mhembwe dzinenge dzabuda mumakwenzi dzichienda kunofura vavhimi vasati vapinda mumasango mangwanani iwayo.

Zita
Rufuramhembwe
Home Dictionary Learn Profile