❓ Vhara musiwo tione kutamba ngoma dzamashave
Chirahwe (Riddle)
Vhara musiwo tione kutamba ngoma dzamashave
Mhinduro (Answer)
Sadza riri kukwata.
Description
Answer: Sadza riri kukwata.
Vhara musiwo tione kutamba ngoma dzamashave
Sadza riri kukwata.
Answer: Sadza riri kukwata.