Kuyamwira

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Kana mwana ayamwa pana amai vakazvitakura

Word
Kuyamwira
Definition
Kana mwana ayamwa pana amai vakazvitakura
Part of speech
verb
English translation
Tandem nursing
Examples
Mwana akayamwira amai vasingazive kuti vazvitakura
Rudzi
chiito
Chimwe
Kuyamwira
Zvizhinji
Kuyamwira
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile