Kudzova nhururu

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Dzimwe nguva kuzvimbirwa kunoita kuti munhu adzvove zvinonhuhwa

Word
Kudzova nhururu
Definition
Dzimwe nguva kuzvimbirwa kunoita kuti munhu adzvove zvinonhuhwa
English translation
Belch, Burp
Examples
Akagutisa ndokutanga kudzvova nhururu
Rudzi
chiito
Register
formal
Rinofanana
Kudzvova tsvi
Home Dictionary Learn Profile