💒 Kutumira
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Musi unobvunzirwa mukunda wavo vanababa vanototanga nekumubvunza kuti anoziva vanhu vacho here. Musikana anobvuma nokunhonga mari inenge yaiswa mundiro nomunyai.