Kurova pasi petsoka
💡 Madimikira (Idiom)Kurova pasi petsoka
🔀 Chirevo (Alternative Forms)
Kuita zvinhu zvekubira kana kucheredza nenzira yokuti uyo ari kuzviitirwa anotadza kuzviona kana kuti nyangwe akazviona haana chaanokwanisa kuita pamusoro pazvo.