Bhora pasi
💡 Madimikira (Idiom)Bhora pasi
🔀 Chirevo (Alternative Forms)
Kuyambirwa kuti usapaparike, usataurise, uzvibate. Kazhinji mashoko aya anotaurwa nokuti maitiro emunhu anenge aine achizokonzera kuvhiringa mafambiro ebasa riripo. Apa munhu anenge achinzi adzikame, kana kuti kueuchidzwa miganhu yekuzvibata nayo.