Nzungu
DuramazwiDescription
Mbeu dzinokura pasi pevhu pachirimwa chinonzi nzungu. Dzinodyiwa dzakagochwa, dzakabikwa kana kushandiswa kugadzira dovi.