Painogara (Habitat)

Mugudzururu

Machemero (Sounds)

Hukura

Imbwa Hono

Imbwa Hadzi

Mbwanana Handa

Hondya: Imbwa hono yachembera
Hodya: Imbwa hono yachembera
Hokonwa: Imbwa yanyanya kuchembera
Hora: Imbwa yanyanya kuchembera

Nzvere: Imbwa hadzi ichangobva mukuzvara ine vana
Mauta: Imbwa yava pedyo nekuzvara
Home Dictionary Learn Profile