Includes: Zviera, Tsika, Zvemweya, Mukwerera, Hunanga, Hutano, Zvipfeko
Ukadya wakarara nedivi unoita makuvhu mairi.
Uasdya wakarara. Ukadya wakarara nedivi unoita makuvhu mairi.
Ukadya uchifamba unoita muswe.
Uka bata gotsi panoitika nhamo.
Ukabata muswe wembwa unoita bofu, munyama, muroyi, nhetemwa, kana simbe.
Usabata muswe wembwa. Ukabata muswe wembwa unoita bofu, munyama, muroyi, nhetemw...
Ukabika uchiimba unozopenga uye vanhu havazoguti.
Usabika uchiimba. Ukabika uchiimba unozopenga uye vanhu havazoguti.
Mwana akabuditswa nepafafutera anozoita mbavha.
Usabuditsa mwana nepafafutera. Mwana akabuditswa nepafafutera anozoita mbavha.
Ukachachura poto uri mukomana unomera ndebvu.
Usachachura poto. Ukachachura poto uri mukomana unomera ndebvu.
Mwana haachemi usiku anotorerwa izwi nevaroyi
Usachemedza mwana usiku. Mwana haachemi usiku anotorerwa izwi nevaroyi.
Ukadongorera mupoto unoita mahobi
Usadongorere mupoto. Ukadongorera mupoto unoita mahobi.
Usatarisa vakadzi vachigeza uri murume unoita shohwera uye usatarisa varume vach...
Usadongorere vari kugeza. Usatarisa vakadzi vachigeza uri murume unoita shohwera...
Usadya chikafu chakarara usina kudziyisa. Ukadya chikafu chemunya chichitonhora...
Ukadya chikafu chemunya chichitonhora unoita mabayo.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Ukadya chikanganwa hama uri mudiki unozokanganwa hama.
Usadya chikanganwa hama. Ukadya chikanganwa hama uri mudiki unozokanganwa hama.
Usadya derere uri muvhimi. Hamufaniri kudya derere kana muchienda kuno vhima nok...
Ukadya mapfura mambishi unodyiwa neshumba.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more