Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Ba-a kuona
Kutsenga
Kukwatanuka
Kutambudzika
Kutsemuka
Kufamba zvishoma kwemunhu akasimba
Kuona
Kugara chinyararire
Kuvhunduka
Bani kubanikidza
Kusimuka kana kumuka uchinge uri kuvhunduka.
Mombe dzinongoti barara nesango kana iri nguva ye chirimo. Mhuka dzikati barara...
Moto uri kungoti bari bari chete nekuti huni dzacho inyoro.
Bau kubaukira kufamba nekuchimbidza
Kupatsanura kuisa mumapoka akasiyana siyana
Kugara wakakombama uchinamata
Kushaya chiripo
Kuvheneka
Kumuka wanga uri kuhope
Kunyatsoteerera
Buy cheap Laptops in end of month sale
Kuwaridza/ Kuparadzira
Kupeuka
Kugara panzvimbo isingabvumirwe
Kutevera uri pedyo
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more