Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Kudonha negotsi.
Kutaura zvakanyanya.
Uchibva kuchikoro iti nenzira dendere wakananga kumba.
Kudenengudza kutaura zvisina chibhende.
Kufamba nenzira.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Kudengezera.
Kukwira padenga nemufaro.
Kuturikidzanisa matombo kana zvinhu.
Kufamba pamusoro pemba kana patambo.
Kudengeneka kwenyika.
Kudengudza kwechinhu chiri pamusoro pemvura.
Kudengudzana kana kugutsirirana.
Kukakarika nekuremerwa.
Akati muchina denhe kudenhedza muchini ndokutanga basa. Muti uri kutemwa wava ku...
Kupererwa wobva wapusa.
Dombo rakati denu kudenhuka pamawere rakananga pasi.
Kudenyura uchihwanda nekutiza.
Mugwagwa uyu wakati dere kuteremuka.
Kuderuka kana materu.
Kudetemba.
Kudetsudza kana kuisa mupfudze kana manyowa mumunda kuti uwane goho rakawanda.
Mvura yaakanga akatakura yakati deu kudeuka/kuteuka.
Kudonha pasi wakavhura makumbo nemaoko.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more