Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Akadonha kubva mumuti ndokunoti nemusoro ga.
Akati ga-a kutanga kurova chibhakera kune akanga amudenha.
Falling backwards Akapotsa kutsika apo aikwira manera akatsvedza ndokunoti gaga...
Kumhanya kunoita bhiza kana dhongi.
Akati go kugara.
Kufamba kunoita munhu ane mazishangu akakurisa
Kufamba kunoita munhu akapfeka shangu dzakakurisa.
Kukwira kumusoro kwechimwe chinhu, semumuti nekukasika.
Akazunza jira raiva rakawaridzwa patafura, zvipunu zvose zvaivapo ndokuti pasi g...
Mai vakati gon’o gon’o kugon’odza maoko emukomana nemugoti nokuti aive aita misi...
kuchochomara kwemunhu anenge akaparadzanisa mabvi.
Kugudura chibage nepakati
Tswanda yakati gudubu, nzungu dzose dzivamo ndokurasikira pasi.
Rugare akangoti gumba kugumbata maoko, haasi kuda kuita basa.
Tswanda yangonzi gunduru uko nekuti hupfu hwapera.
Akati gutsu kugutsurira/kuguswaira musoro achibvuma zvaaiudzwakuti chaive chokwa...
Akati gwa kuona.
Kuneta kwakamukurira akatanga kufamba achizvuva makumbo, ndokusvinokoti namabvi...
Nhoro yakarumwa pahuro ne Shumba ndiyo gwachara kudonha yapera simba.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mufaro akati gwada kupfugama pamberi pomukuru wechikoro achitambira mubayiro wak...
Akatema mombe nedemo ndiyo gwadara kudonha ne mabvi.
Apo Chioniso akaona nyoka, akasvetuka ndokubva huni dzaiva pamusoro wake dzanoti...
Ndakapinda mumba zvinyoro nyoro ndichitya kumutsa mwana ndokumuona ari gwanan’wa...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more