Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Aive ne nhomba ndiye mangu kumangura zinhindi renyama.
Haugone kuvhomora hoko kana usina kuti mba-a kuimbanikidza.
Kukumba zvese zvaunenge uchida kutakura panguva imwe chete.
Kudzima kwemoto uchiita zvishoma nezvishoma.
Akabatidza mudzanga wefodya ndiye mbumu kumbura chiutsi.
Gondo rakambumuzura huku: the hawk swooped on the fowl and struck it a glancing...
Musi waitwa jenaguru kwaive kuri mburetete/mbure kuchema.
Huswa hwaive hwakati mbu-u kuchema ne dova.
Mbuya pava kapepetera zviyo pachivanze takuona njiva mhanhara mhara tikati mbuya...
Kubuda kwemisodzi ichierera pamatama emunhu ari kuchema chinyararire.
Mona sadza nokuchimbidza. Ingoti mone mone upakure.
Pakapera musangano vanhu vakati mwanda kuparara vakananga kudzimba dzavo.
Kunyemwerera kwekanguva kapfupi usingazoendereri mberi uchinyemwerera.
Akati mwi-i kunyarara.
Kunyarara kuti zii zvekusamoita kana karuzha.
Pavakanzwa kuti Mukuru we chikoroari kuuya vana vose vakati mwiro kunyarara.
Kupedza nguva refu usina kumboonekwa kana kutaurwa newe.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more