Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Mai vakapura sadza nokuchimbidza kuti paku paku nekuti mwana akanga ongoshama n’...
Tswanda yakati pamu pamu kuzarane nzungu.
Mashizha akati papata kuoma.
Akasvika paitengeswa mbatya ndiye penengu kutanga kupenengura kutsvaga zvakanak...
Akadonha pasi ndiye zi-i akazoti pengenu kupengenuka adirwa mvura.
Pakaitwa ruzha panze mwana akabva ati pepu kupepuka kubva kuhope.
Kutadza kufamba zvakarurama sezvinoitwa nemunhu akadhakwa.
Usangoti peya peya kumberereka nemugwagwa.
Takazongoona pfacha sekuru vasvika pasina nguva vataura kuti vari munzira.
Usangoti pfachu pfachu kupfachura mari iyi, dai waishandisa zvine uchenjeri.
Tendai akati pfau pfau zvibhakera kurova Farai akanga amudenha.
Mbeva yakati pfe-e kupinda mu mwena.
Kuchema kwemunhu achiita karuzha kari pasi pasi. Aingoti pfiku pfiku kupfikura a...
Mbavha yakati pfocho kutiza. Akanga arasika nzira ndokutanga kuti pfocho pfocho...
Kutyoka
Kudonha
Kufamba kana kumhanya
Akangoerekana ati pindikiti kupinda mumba.
Maziso ake anga akati piriviri kutsvuka semunhu aputa mbanje.
Kupinda mumba kana mune imwe nzvimbo nekukasika kwevanhu kana zvinhu zvakawanda.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Kuwira
Kudonha zvine simba kana kutyoka
Kuseka neinzwi riri pamusoro. Akati pwati kuseka.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more