Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Kurara pasi kwemunhu achiratidza kushaya simba mumuviri wake.
Akanga aswera ari kunhimbe zvokuti akapinda mumba ndiye rapata kurara.
Kufamba nenhanho refu kwemunhu murefu.
Ari kuuya akati rembe rembe kurembedza maoko asina chaanacho, anyimwa badza.
Derere riri kuti rembu rembu kurembuka rabikwa zvakanaka. Sadza remunya iri rri...
Akarohwa chibhakera ndiye rezu rezu kurezuka ndiye pasi dhi-i kufa. (kurezuka ku...
Kurova munhu zvakaomarara.
Kufamba kwemunhu apererwa nemazano.
Akanga afamba chinhambwe akatsiga tswanda ye nyimo, ndokutura pasi ati rukutu ku...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more