Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Kuita bishi muchiita chinhu chimwe vanhu vachishandira pamwe.
Tswanda yakati shutu kuzara ne nyimo.
Usangoti sika sika kusikiririra kuenda kudzimba dzevanhu. Muchapedzisira manetsa...
Kutangisa kuita chinhu usingadzokeri shure.
Akangoti simu kusimuka akananga kuchimbudzi nekuti ainzwa mudumbu. Akangoti simu...
Angoti sipiti kusipitika kumira kushaya kwekuenda.
Aive awira mumatope ndokubva hembe dzasviba, shamwari dzake ndokufamba nzira yos...
Akati svetu kusvetuka achibuda mungoro.
Kuenda kwemunhu panzvimbo asina kuoneka uye pasina amuona.
Imbwa yaive iri patambo yakangoti svoto kusvotoka muruoko ndokutanga kutandanisa...
Aingoti svutu svutu achisvutudza svutugadzike yake ogadzika pasi.
Aingoti svu-u svu-u kusvusvudzira/kurezva kacheche kuti kavarairwe.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more