🎭 Kupembera nevamwe
Description
Kana mumwe munhu aita zvakanaka kana kuchata kana kubva nemwana mucheche, unoti kwaari, "Nemakorokoto", iye anobva ati, "Aiwa tese."