💬 Basa mangwanani
Tsumo / Proverb
Domain
💬 Proverbs
Category
Madimikira
Status
Published
Description
Munhu anenge achireva kuti zvinhu ngazviitwe nguva ichiripo kuti zvigonyatsobuda nemazvo.