💒 Matenganagudo

Wanano (Marriage/Courtship)
Domain 💒 Marriage
Category Vanhu
Status Active
Description

Mwanasikana anonororwa kune umwe musha iko kumusha kwacho kwacho kotorwa musikana zvakare achiendawo kwabva uya mwanasikana. Zvinoreva kuti pfuma yakarooreswa akatanga kuenda inongodzoserwa kwayakabva kutsivira uya waenda kwabva mumwe uya.

Home Dictionary Learn Profile