Munyama

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Approved
Description

Mamiriro ezvinhu akaipa anounza rombo rakaipa kana kusafambira zvakanaka kwezvinhu.

Part of speech
noun
English translation
Misfortune, Bad luck
Rinofanana
Mabaya, Jambwa, Rushambwa, Dzambwa, Madzambwa
Examples
Aita munyama nekuti ashaya basa
Rudzi
zita
Chimwe
Munyama
Zvizhinji
Minyama
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile