Mabhan’a
HurimiDescription
Mukuunda kwatiri kuita gura redu, regai timbotsveyamisa gejo kuitira mabhan’a ayo atingasiya mukuedza kwedu kunamatidza mavhinga ese kuti zviti tsvete tsvete pagoshaya kana panosaririra. Munda wakarimwa pachisiiwa mabhan’a sora haritani kukura kuti rigozodzipa goho redu.