Mutambarakede

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Mararamiro ekugara zvakanaka zvikuru, munhu aine zvinhu zvakawanda, achiwana zvaanoda uye achinakidzwa nehupenyu pasina kushomeka.

Word
Mutambarakede
Definition
Kugarika uchiwana zvose zvaunoda
English translation
Luxurious living
Examples
Arikugara pamutambarakede
Rudzi
zita
Chimwe
Mutambarakede
Zvizhinji
Mitambarakede
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile