Painogara (Habitat)

Mudanga

Machemero (Sounds)

Memedza

Gotora Hotora Nhongo Mbocho

Sheche Mhandaudzi Dimbura Nhunzvi Benzva

Mbudzana

Nhedzana: Mbudzi hono ine mazuva yaberekwa
Mbudzana: Mbudzi ichangobva mukuberekwa

Gotora: Mbudzi hono isina kuchekwa.
Goko: Mbudzi hono isina kuchekwa.
Gotokoto: Mbudzi hono isina kuchekwa.
Gweme: Mbudzi hono isina kuchekwa.
Mugotora: Mbudzi hono isina kuchekwa
Mbocho: Mbudzi hono yaka chekwa
Nhongo: Mbudzi hono yakachekwa
Murengwa: Chinhu chidiki chinorembera pahuro pe mbudzi.
Nhunzvi: Mbudzi yakambobereka
Benzva: Mbudzi yakambobereka
Nhongo: Mbudzi hono yakachekwa
Home Dictionary Learn Profile