Makuwerere

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Mheremhere inoitwa nevanhu vanenge vari pamafaro

Word
Makuwerere
Definition
Mheremhere inoitwa nevanhu vanenge vari pamafaro
Part of speech
verb
English translation
Celebration
Examples
Nhasi kune makuwerere vana vabudirira muzvidzidzo zvavo
Rudzi
chiito
Chimwe
Makuwerere
Zvizhinji
Makuwerere
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile