🗓️ Zhizha
Description
Uyu mwaka wekunaya unotanga mumwedzi waMbudzi kusvika muna Ndira. Mumwaka uyu kumamisha ndipo pavanoita batayi murefu batayi mupfupi vachiita mabasa emuminda yavo.