🔨 Chikeyi
Description
Chinogadzirwa nemapuranga maviri anopinzirwa akarurama pajoki uye chine nzvimbo dzakachekwa apo panoboperwa zvitorobho. Nzvimbo dzokubopera zvitobho dzinokwanisa kuva mbiri kana nhatu pachikeyi chimwe kuitira kuti tikwanise kubopa mombe dzine mitispa yakakura zvakasiyana.