Includes: Pamba, Mumba, Kurima
Ndiwo mudziyo mukuru waishandiswa pakurima pasichigare. Pane mapadza ekudyarisa...
Mudziyo unoshandiswa kucheka zvinhu zvikurusei pakubata mabasa anoti: kubika, ku...
Mudziyo wekuchengetera zvinhu.
Hari huru inodziyisirwa mvura yekubikisa doro.
Hari diki yakatambanuka inoshandiswa kukwidibira dzimwe hari kana kukangira nzun...
Mbesa dzemhando imwe dzisina kusanganiswa. Sokuti chibage chenje chinenge chiri...
Nhengo yebanga ine panocheka, chisimbi chinotema chedemo, kana badza.
Mudziyo wematanda wskasungwa nemakavi wairadzikwa mushakabvu pakunovigwa.
Kamudziyo kadiki kekushandisa kuisira zvakasiyana siyana pamusha.
Mudziyo une maburi unokwizirwa michero yakadai sembatatisi, madomasi, karotsi ku...
Banga rakapinza.
Mudziyo unoshandiswa kurovera pasi kana vanhu vachivaka dzimba kumisha kana paur...
Tsapi diki.
Chinhu chinoonza muviri.
Mudziyo unoteyeswa makonzo nembeva.
Hari inobikirwa doro.
Mudziyo wekushandisa kubata hove zhinji nguva imwe chete wakaita kunge mambure.
Inoshandiswa nevakaroorana musikiro pakugeza murume.
Chinogadzirwa nemapuranga maviri anopinzirwa akarurama pajoki uye chine nzvimbo...
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mudziyo unenge tswanda asi uri mudiki wekuisira upfu panguva yekubika sadza.
Dzama rehuswa zvikurusei huswa hunoshandiswa kupfirira denga remba.
Kusakara kwechari kunotanga masa kana kumapeto.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more