👨👩👧👦 Mukoma
Hukama (Relationships/Kinship)Description
KuManyika mukoma zvinoreva mukomana wose mukuru kwauri zvisinei kuti uri musikana kana mukomana. Munhu mukuru kwauri mumhuri menyu, ndokunga iwe uri mukomanawo. Musikana wose mukuru kwauri mumhuri yenyu, ndokunge iwe uri musikanawo. Mwana akakutangira kuzvarwa mumhuri.