Includes: Ropa
Munhurume akakubereka.
Muninβna wababa vako. Muninβina wemurume wako kana murume we...
Mukoma wababa vako. Murume wehanzvadzi yababa vavo vanova te...
Mwana wemumhuri menyu waunotevedzana naye pakuzvarwa.
Mwana akazvarwa nemuzukuru mwana wemwanasikana kana mwanakom...
Muzukuru mukuru mumusha.
Mwanakomana we mumhuri menyu ari mukomana iwe uri musikana....
Mukadzi wehanzvadzi yemukadzi wako. Mukadzi womukoma wababa...
Mukadzi womuninβina wababa vako. Muninβina wa amai vako. Mwa...
Vana vanozvarwa namai vamwechete nguva imwe
Mai va baba kana mai vako.
KuManyika mukoma zvinoreva mukomana wose mukuru kwauri zvisi...
Mwanakomana.
Mwanakomana wababa.
Mwanakomana kana achiona mwanasikana we hanzvadzi yababa vak...
Baba vasekuru (baba vababa vako)
Kana uri munhukadzi mwana musikana wehanzvadzi yako. Mwana a...
Munin'ina kana mukoma wemurume wako.
Mwana watete vako, ndokunge iwe uri mukomana. Mwana we hanzv...
Mwanasikana wababa.
Zita rinopihwa ne musikana kumwana watete vake
Hanzvadzi yababa. Kana kuri kuManyika samukadzi ihanzvadzisi...