🔨 Sandanga
MumbaDescription
Mudziyo unokura kupfuura dengu unotakuriswa zvakawanda munguva dzekukohwa. Nemhaka yekukura haugoni kutakurwa nevanhu asi kuti unotoiswa pachireyi chinodhonzwa nemombe.