🍲 Sadza

Chikafu
Definition

Bota rehupfu hwechibage, zviyo kana mhunga rinokwatiswa rokurungirwa humwe hupfu kui rikore. Chekutanga kukwatisa mvura mupoto yesadza kana yakwata unoisa hupfu hwakafanira mukomichi kana mundiro wosanganisa nemvura yakatonhora wokurunga.Wadaro unozvidira mupoto yesadza wokurunga nemugoti kusvikira zvakwata.Kana zvakwata unombozvisiya kwechinguva zviri pamoto.Wadaro unotora hupfu hwako uchiisa mupoto yesadza uchibika nemugoti kusvikira hupfu hwako hwanyatsobatana.Wadaro unotora mugoti womona uchiitira kuti sadza risave nemapundu.Unogona kumborisiya kwechinguva kuti rinyatsoyibva.Wapedza kudaro unotora mugoti womona wochipakurira vanhu.

Domain Chikafu
Category Chikafu
Status Published
Description

Name
Sadza

Subtype
Chikafu
Home Dictionary Learn Profile