Includes: Chikafu, Usavi, Zvirimwa, Zvinwiwa
Hove yakaomeswa.
Kubika zvinhu zvakaita senyama zvakawanda kazhinji muhari im...
Mhando yehwahwa hunotapira asi haudhake
Mhando yemaheu anobikwa nechimera
Sadza raburwa pamoto risina kushinyira.
Mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu va...
Kasadza kadiki kanobikirwa munhu mumwe chete.
Nzungu dzakadzvurwa muduri dzisati dzakuyiwa kuita dovi
Doro rinotanga kupiwa vanhu, kazhinji panhimbe.
Doro rekutanga rinonwiwa panhimbe yekusakura munda.
Doro rinonwiwa pa nhimbe kana zuva rakwira.
Nyama yakaomeswa.
Nzungu dzakamaranzwa dzaitwa usavi hwe kudyisa sadza.
Kuumbiridza sadza nemugwaku.
Doro rekupedzisira pa nhimbe.
Kudya kwamanheru vanhu vasati vavata.
Kudya kwavanhu mangwanani kana masikati.
Sadza diki rekupedzisira kupakurwa mupoto roiswa pamusoro pe...
Kuomarara kwezvinhu zvinoda kubikwa nguva refu.
Doro rinopiwa vanhu vari pakati pokurima pahumwe.
Dovi rega rakabikwa risina chimwe chakandwa imomo rekuita us...
Chibage chisina kunyatsosvika.