👤 Bande
Tsananguro (Meaning)
Chikamu chemunda chapihwa kuti munhu asakure. Zvinoreva zvakare chikamu chemunda chakadyarwa zvakasiyana, kana chero chipi chikamu chiri kutaurwa nezvacho.