Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Panochengeterwa huni dzekubikisa.
Mudzimai wekutanga akaroorwa naShe.
Mukadzi wechipiri pachipari.
Chikamu chemunda chapihwa kuti munhu asakure. Zvinoreva zvakare chikamu chemunda...
Mwanasikana asina kumboenda kuchikoro
Munda munyoro unogara une mvura
Panogara svikiro.
Uzhinji hwevanhu vari kutiza.
Munda watemwa madenhere kuti uchirimwa.
Munhu ane nungo asingade kushanda anochangamuka panguva yokudya chete.
Munotengeswa nyama.
Nzvimbo inobikirwa Hwahwa.
Munda unorimwa muriwo.
Vanhu vomhanya vari pamwepo vakaungana.
Munhu asingaoni.
Vanhu vari mushishi yekushanda vakawanda.
Mukadzi anomiririra panoroorana vaviri.
Mukadzi wechipiri pabarika ari munin'ina wemukadzi wekutanga.
Nzira inopoterera gomo
Munotambirwa navana vachishambira.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Michero yakawanda.
Miti yakasiyana yakawanda panzvimbo imwe.
Mwanasikana achangobuda mazamu uye ane makore gumi nerimwe kana gumi nemaviri
Panopurirwa zvirimwawo zvakaita sezviyo, mhunga, mapfunde kana mupunga.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more