👨👩👧👦 Mainini
Hukama (Relationships/Kinship)Description
Mukadzi womunin’ina wababa vako. Munin’ina wa amai vako. Mwana musikana we hanzvadzi ya mai vako. Mwana musikana watsano vako.