🍲 Magwadya
ChikafuDefinition
Chibage chinozokwatiswa chatsokonyorwa. Chinokwatiswa kusvika chofunuka rukanda chozodyiwa chaiswa munyu.
Description