👤 Chiuni
Tsananguro (Meaning)
Panoiswa huni dzichiri kusango dzisati dzauiswa pamba dzinonzi dziri pchiuni. Ndiro dzikasukwa dzinonanikwa pachitata.