🔨 Badza
Description
Ndiwo mudziyo mukuru waishandiswa pakurima pasichigare. Pane mapadza ekudyarisa nzungu, ekurimisa mbambaira neekusakurisa.