Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Aiva akakwira mumuti haana kuona mukoko wemago akazonzwa n’a kurumwa.
Akatora kamuti ndokuti naku naku kunakurira panze dzvinyu rakanga rapinda mumba.
Mupurisa aive akagara akati nde-e kutarisa matsotsi achizama kupaza chitoro.
Musango maive ne miti yakawanda makati ndo-o kusviba. Mwana akasvikoti mari muma...
Kuita bishi muchiita chinhu chimwe vanhu vachishandira pamwe.
Gonzo rakati n’eu n’eu richi n’eura gumbeze.
Kusunga kana kubata zvine simba
Farisai akati nga-a kuruma Rutendo paruoko pavaitukana.
Kupenya kwe ndiro kana shangu
Mwedzi waiva wabuda zvokuti pachivanze paive pakati ngwe-e kuchema.
Kunze kwakati ngwerewere kuchema.
Shumba yaiti nyahwa nyahwa kunyahwaira ichiswedera pedyo ne mbizi kuti ibate.
Kwaive kwanaya Rufaro ndokushaya pokuhwanda zvokuti akasvika kumba ati nyakata k...
Mbavha yakati nyamu kunyamura tswanda yambuya pamusika we Mbare vakatarisa kudiv...
Mosoro wake unogara wakati nyandu nyandu kunyanduka. Dai agerwa hake ari kuita k...
Anongoti nyena nyena kunyenama, haajaiirike.
Tsuro yakati nyengu kupinda muchikwenzi ichitiza muvhimi.
Nyofu nyofu. Kudya zvishomanene uye uchiratidza kusafarira chikafu ichocho chaur...
Kunzenga
Mutambi akanzi nzve-e kunzvengwa ne shasha ye nhabvu ndokuwira pasi.
Buy cheap Laptops in end of month sale
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more