Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Kuswera zuva rese uchiita chinhu chimwe chete.
Kuramba zvachose. Akati tana kuramba mhosva yaakanga apara.
Akawanza tsvigiri svutugadzike ikati Tapitapi kutapira.
Akadonha negotsi ndiye tasa kufa.
Akati dunduru kugara pabhiza.
Aive akatsiga tsaga rechibage achingofamba achiri tatari tatari kutatarika nekut...
Kugara pasi nekukasika. Angoti tende kugara.
Kuridza mhere kunonzwika neari kure.
Aingoti teu teu kuteurira mvura mumoto kusvika wadzima.
Mhanza yakanga yoti teu teu kupenya nokudikitira nokuti kunze kwaipisa.
Kukava chinhu chakapfava sebhora risina mweya wakakwana.
Kufama kwemunhu achimisa magaro.
Kufamba kunoita munhu asina Chinangwa achiratidza kuvhiringika.
Denga remba rakatanga kubvira ndokubva chiutsi chati togo kuenda mudenga.
Mhembwe yakati tomu tomu ichisvetuka imbwa dzikasara nechinhambwe.
Kunze kwaipisa ndokubva mukomana anogara pasi pemuti paive ne mumvuri waiti tonh...
Mugwangwa unoenda ku Masvingo wakati tororo.
Akangoti tsakata kuenda haana kudzoka kudzoka akatotsakatika zvachose.
Kuramba munhu akatarisa pasi achinyara.
Mombe yakanga yarasika takazoiwana kunze kwati tsva-a kusviba.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Ingoti tsvai tsvai kuytsvaira tumarara pachivanze apa panyanya tsvina.
Kugadzika
Akapinda mumba ndiye tsve-e kugadzika mabhuku pasi ndiye hutu kunotamba.
Motokari yakati tsvi-i kumira.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more