Includes: Tsumo, Madimikira, Nyaudzosingwi, Fananidzo
Kuswera zuva rese uchiita chinhu chimwe chete.
Kuramba zvachose. Akati tana kuramba mhosva yaakanga apara.
Akawanza tsvigiri svutugadzike ikati Tapitapi kutapira.
Akadonha negotsi ndiye tasa kufa.
Akati dunduru kugara pabhiza.
Aive akatsiga tsaga rechibage achingofamba achiri tatari tatari kutatarika nekut...
Kugara pasi nekukasika. Angoti tende kugara.
Simbi iyi haina kukora inongoti tepu tepu kutepuka.
Kuridza mhere kunonzwika neari kure.
Aingoti teu teu kuteurira mvura mumoto kusvika wadzima.
Mhanza yakanga yoti teu teu kupenya nokudikitira nokuti kunze kwaipisa.
Kukava chinhu chakapfava sebhora risina mweya wakakwana.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Tichatambudzika zvikuru.
Kudadira vamwe muchazosangana pamunoda kubatsirana.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more