Includes: Nzira, Matanho, Vanhu, Mabiko, Zvinhu, Midziyo
Mukuwasha mari yeroora anoisa mundiro. Saka munyayi aikumbira ndiro obva aisa ma...
Nhumbi dzinopanana musikana nemukomana vadanana, sechiratidzo cherudo rwavo.
Mari inobviswa kuti mukuwasha adzikisirwe rusambo.
Yaiurayiwa musi unenge tezvara vauya kuzoona danga uye yaishandiswa sechipiro ku...
Mari inobviswa nasadombo kana mukomana akaita zvemukumbo.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more