Includes: Nzira, Matanho, Vanhu, Mabiko, Zvinhu, Midziyo
Mbudzi hono yaibviswa pamasungiro yaibikwa nemishonga yaizosimbisa misana yavabe...
Mari inobviswa nemukuwasha kumirira nzvimbo yaigara tezvara akamirira kuratidzwa...
Mari inobviswa kuti tezvara vakurire danga vanyatsoona mombe.
Mari kana pfuma inenge yasara pakuroora isati yabviswa nemukuwasha achiti anozou...
Mari inonhongwa nemusikana yaanogovana nevanin’ina kana vakoma vake. Imwe yacho...
Mari inobviswa nemukuwasha kupa mai vemukadzi kutenda nguva yavaive vakamutakura...
Mari inobviswa nasadombo kana mukomana akaita zvemukumbo.
Zvipfeko zvinotengwa nemukuwasha kutengera baba vemudzimai wake.
Izvi zvipfeko zvinotengerwa vabereki vomukadzi. Makarekare, amai vaitengerwa gum...
Mari inobviswa nemukuwasha kuti vakaziva sei kuti pane musikana abvazera
Mari inobviswa kuti mukwasha akaziva sei kuti vane mwanasikana.
Mari inobviswa kuti tezvara vachigona kunzwa zviri kutaurwa.
Mari inonhongwa natete vemukadzi.
Mari inozogovanwa kuvarume vose varipo kuzoroodza mwana.
Mari inobviswa nemukuwasha inopihwa dzimwe hama dzechirume dzauya pakuroorwa kwe...
Mari inoripwa kana mukuwasha ari kuda kukumbira mvumo yokuita muchato, iyi imari...
Mari inobviswa nemukuwasha kuna maivemusikana pakuroora semuripo wekuti mai vemu...
Mari inobviswa nemukuwasha pakuroora semuripo wekuti musikana waanoda kuroora ai...
Mari inobviswa nemukuwasha pakuroora kana musikana ane pamuviri.
Zvipfeko zvinotengwa nemukuwasha kutengera mai vemudzimai wake
Buy cheap Laptops in end of month sale
Mari inobviswa yekutenda mai nekubereka mudzimai kumusana ari mudiki.
Mbudzi dzaibviswa paisungirwa muroora.
Mbudzi yaibiswa nomukwashazukuru kuna mbuya vomudzimai wake, mai vamai vake.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more