CHIVARA
Knowledge Cards
Duramazwi
Translator
Visitor Mode
Login
Knowledge Cards
Zvirahwe
❓ Zvirahwe
6
Search
All
A
B
C
D
H
I
J
K
M
N
P
R
S
T
V
Z
Swipe
All
A
B
C
D
H
I
J
K
M
N
P
R
S
T
V
Z
Showing cards starting with
A
Clear filter
📌
Amai handei munozvarira mberi
Answer: Manhanga/Muboora.
📌
Amai ndebvu baba ndebvu
Answer: Chibage.
📌
Amai ngwe kuchena, mwana ngwe kuchema
Answer: Guyo ne huyo.
📌
Amai vangu vanozvara asi havafukidzi vana
Answer: Manhanga/Muboora.
📌
Amai vangu vatsvuku asi kuroya chete
Answer: Mhiripiri.
📌
Ane mhanza ngaarohwe
Answer: Ngoma.
6
Total Cards
6
Currently Showing
16
Letter Groups