🔨 Joko
Description
Danda rakavezwa rikakwenenzverwa rinoturikwa pamutsipa wemombe kuti dzive dzinokwanisa kuzvuva gejo. Kumativi maviri kunoperera Joki kune nzvimbo mbiri dzine zvikeyi panova panoboperwa mombe kuti joki risimbe mutsipa wembombe usasiyana nejoki.