👤 Pamunhanga
Tsananguro (Meaning)
Vajana vemombe vanodzikokorodza kana ava masikati kuti dzimbozorora kufamba nekufura dzounganidzwa dzanwa mvura kugokoro, apo dzinenge dzombozeya.